Gore rapera titende tapinda Tachengetwa ne nyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Titende tapinda, tachengetwa nenyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Dariro ngarikure ndipemberere, nditambe kudzana Kufaririra ndoita sadhavhidha kurimbi nyuka Mai vangu regai kundi popoterai Gore rino ndatokurira, rinouya ndinokurira Vateye muteyo ndino chirika Ndine ngoni dzino kurira Heyyy vaiti ndicha koromoka, varoyi munodyairira Ndipe huswa nditombo non'ona Jehovah vandi komborera Rumbidzwai munopa huchi nemukaka kuvanhu vanonyengetera Iiih ratopera ndichirarama, regedza ndingotenda ishe Rinouya ndichararama saka ndongotenda ishe Mwari ndomutenda, ndomutenda Rega ndimutende, ndimutendee Haaa ndomutenda, ndomutenda Gore rapera titende tapinda Tachengetwa ne nyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Titende tapinda, tachengetwa nenyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Pakaitika tsaona hauna kuparara saka tenda Makore urimuchipatara hauna kuparara saka tendaa Urimupenyu nanhasi pakati pevamwe urikufema Zvako zviri kuendeka hapana kushupika kuda kwedenga Kutenda kutenda kutenda ngatitende life, haisi yekutenga Tese takapihwa pachena nedenga chatingangoita chete tese kutenda Gore rapera titende tapinda Tachengetwa ne nyasha Musadhibhe machinda, kutenda (Kutendaaa) Titende tapinda, tachengetwa nenyasha Musadhibhe machinda, kutenda (Kutendaaa) Saka simudza maoko mudenga, ropafadzwa nengoni dzemudenga Ukava nemoyo wekutenda ishe havambo kusiye mugwenga Anoziva remangwana ndiyani, fara nhasi, mangwana haazikanwi Mweya wekufema unawo Zvatenderwa nayaweh kuti ufare Watokomborerwa urimupenyu nanhasi, vakafa havana chavakaona Watokomborerwa wararama nazvino, vakafa havana chavakaona Gore rapera titende tapinda Tachengetwa ne nyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Titende tapinda, tachengetwa nenyasha Musadhibhe machinda, kutenda (kutendaaa) Tapinda nenyasha Machinda musakanganwa, kutenda